Online Bible

- Advertisements -

Johane 21:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Pavakasvika pamahombekombe vakaona moto wamazimbe nehove iri pamusoro pawo nechingwa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino ʋakati ʋaȿika panyika, ʋakaʋona mŋoto wamazimbe waʋeswa, nehoʋe yakaiswa pamsoro pawo, neciŋgwa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvino vakati vasvika panyika, vakaona moto wamazimbe waveswa, nehove yakaiswa pamusoro pawo, nechingwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Pavakasvika pamahombekombe vakaona moto wamazimbe nehove iri pamusoro pawo nechingwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Pavakasvika pamahombekombe vakaona moto wamazimbe nehove iri pamusoro pawo nechingwa.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Vakati vasvika kumahombekombe, vakaona moto wamazimbe uchipfuta une hove pamusoro pawo, uye nechingwa.

See the chapter Copy

Johane 21:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements