Online Bible

- Advertisements -

Johane 21:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Jesu akati kwavari, “Nhai varume, pane chamabata chokusevesa here?” Vakamupindura vachiti, “Kwete.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀino Jesu akati kwaʋari: Ʋana, muneciseʋo here? Ʋakamupindura, ʋaciti: Kwete.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvino Jesu akati kwavari, “Vana, mune hove here?” Vakamupindura, vachiti, “Kwete.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Jesu akati kwavari, “Nhai varume, pane chamabata chokusevesa here?” Vakamupindura vachiti, “Kwete.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Jesu akati kwavari, “Nhai varume, pane chamabata chokusevesa here?” Vakamupindura vachiti, “Kwete.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Akadanidzira kwavari akati, “Vana mune hove here?” Vakapindura vakati, “Kwete.”

See the chapter Copy

Johane 21:5

Follow us:

Advertisements

Advertisements