Online Bible

- Advertisements -

Johane 21:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Asi pane zvimwewo zvinhu zvizhinji zvakaitwa naJesu. Dai kuri kuti zvainyorwa zvose chimwe nechimwe; ndinofunga kuti nyika yaitopata namabhuku acho aigona kunyorwa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ɀimŋe ɀizhinji ɀiri’ko, ɀakaitwa ʋo naJesu; kana ɀainyorwa cimŋe necimŋe, ndinoti kunyaŋge nenyika yose haiŋgariŋgani buku dziŋganyorwa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Zvimwe zvizhinji zviriko zvakaitwawo naJesu; kana zvainyorwa chimwe nechimwe, ndinoti kunyange nenyika yose haingaringani bhuku dzinganyorwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Asi pane zvimwewo zvinhu zvizhinji zvakaitwa naJesu. Dai kuri kuti zvainyorwa zvose chimwe nechimwe; ndinofunga kuti nyika yaitopata namabhuku acho aigona kunyorwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Asi pane zvimwewo zvinhu zvizhinji zvakaitwa naJesu. Dai kuri kuti zvainyorwa zvose chimwe nechimwe; ndinofunga kuti nyika yaitopata namabhuku acho aigona kunyorwa.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Jesu akaitawo zvimwe zvinhu zvizhinji. Dai zvose zvainyorwa, ndinoti kunyange nyika yose hayaizova nenzvimbo yaikwana mabhuku aizonyorwa.

See the chapter Copy

Johane 21:25

Follow us:

Advertisements

Advertisements