Johane 21:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Iyeyu ndiye mudzidzi ari kupupura zvinhu izvi uye ndiye akanyora zvinhu izvi uyewo tinoziva kuti uchapupu hwake ndehwechokwadi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ndiyoyu mudzidzi unopupura iɀoɀi, wakaɀinyora ʋo; tinoziʋa kuti kupupura kwake ndokwaɀokwaɗi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Ndiwoyu mudzidzi anopupura izvozvi, wakazvinyorawo; tinoziva kuti kupupura kwake ndokwechokwadi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Iyeyu ndiye mudzidzi ari kupupura zvinhu izvi uye ndiye akanyora zvinhu izvi uyewo tinoziva kuti uchapupu hwake ndehwechokwadi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Iyeyu ndiye mudzidzi ari kupupura zvinhu izvi uye ndiye akanyora zvinhu izvi uyewo tinoziva kuti uchapupu hwake ndehwechokwadi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Ndiyeyu mudzidzi anopupura zvinhu izvi, uye akazvinyora. Tinoziva kuti kupupura kwake ndokwechokwadi. See the chapter |