Johane 21:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Jesu akati kwaari, “Ko kana ndichida kuti arambe aripo kusvikira ndadzoka zvinei newe. Chako iwe kunditevera.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Jesu akati kwaari: Kana ndikaɗa kuti agare kuȿikira ndiciʋuya, uneiko naɀo iwe? Unditeʋere iwe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Jesu akati kwaari, “Kana ndikada kuti agare kusvikira ndichiuya, uneiko nazvo iwe? Unditevere iwe.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Jesu akati kwaari, “Ko kana ndichida kuti arambe aripo kusvikira ndadzoka zvinei newe. Chako iwe kunditevera.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Jesu akati kwaari, “Ko kana ndichida kuti arambe aripo kusvikira ndadzoka zvinei newe. Chako iwe kunditevera.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Jesu akapindura akati, “Kana ndichida kuti arambe ari mupenyu kusvikira ndichidzoka, unei nazvo iwe? Unofanira kunditevera iwe.” See the chapter |