Johane 21:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Pita akatendeuka akaona mudzidzi waJesu wapamwoyo achitevera uya akanga akazembera pachipfuva chake pachirariro, uya uya akati kuna Jesu, “Tenzi ndiani ari kuzokupandukira?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Petro akatendeʋuka, akaʋona uya mudzidzi, waiɗikanwa naJesu, aciteʋera; ndiye ʋo wakasendamira pacifuʋa cake pacirayiro, aciti: Ishe, ndianiko ucakupandukirai? See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Petirosi akatendeuka, akaona uya mudzidzi, aidikanwa naJesu, achitevera; ndiyewo akasendamira pachipfuva chake pachirariro, achiti, “Ishe, ndianiko achakupandukirai?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Pita akatendeuka akaona mudzidzi waJesu wapamwoyo achitevera uya akanga akazembera pachipfuva chake pachirariro, uya uya akati kuna Jesu, “Tenzi ndiani ari kuzokupandukira?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Pita akatendeuka akaona mudzidzi waJesu wapamwoyo achitevera uya akanga akazembera pachipfuva chake pachirariro, uya uya akati kuna Jesu, “Tenzi ndiani ari kuzokupandukira?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Petro akacheuka akaona mudzidzi uya aidikanwa naJesu achivatevera. (Ndiye uya akanga akasendamira pana Jesu panguva yechirariro uye akanga ati, “Ishe ndianiko achakupandukirai?”) See the chapter |