Online Bible

- Advertisements -

Johane 21:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 (Izvi akazvitaura kuratidza rufu rwaaizorumbidza narwo Mwari). Mushure mezvo akati kwaari, “Nditevere.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Wakareʋa iɀoɀo, acifananidza kufa kwaaizokudza Mŋari nako. Ɀino wakati areʋa iɀoɀo, akati kwaari: Nditeʋere.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Akareva izvozvo, achifananidza kufa kwaaizokudza Mwari nako. Zvino akati areva izvozvo, akati kwaari, “Nditevere.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 (Izvi akazvitaura kuratidza rufu rwaaizorumbidza narwo Mwari). Mushure mezvo akati kwaari, “Nditevere.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 (Izvi akazvitaura kuratidza rufu rwaaizorumbidza narwo Mwari). Mushure mezvo akati kwaari, “Nditevere.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Jesu akataura izvi achiratidza mafiro aizoita Petro achikudza Mwari. Ipapo akati kwaari, “Nditevere!”

See the chapter Copy

Johane 21:19

Follow us:

Advertisements

Advertisements