Johane 20:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kusvikira ipapo vakanga vasati vanzwisisa Magwaro Matsvene anoti, “Anofanira kumuka kuvakafa.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Nokuti ʋakaŋga ʋacigere kunzwisisa Rugwaro, runoti unofanira kumuka kuʋakafa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Nokuti vakanga vachigere kunzwisisa Rugwaro, runoti anofanira kumuka kuvakafa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kusvikira ipapo vakanga vasati vanzwisisa Magwaro Matsvene anoti, “Anofanira kumuka kuvakafa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Kusvikira ipapo vakanga vasati vanzwisisa Magwaro Matsvene anoti, “Anofanira kumuka kuvakafa.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 (Vakanga vasati vanzwisisa kubva muRugwaro kuti Jesu aifanira kumuka kubva kuvakafa.) See the chapter |