Johane 20:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mumwe mudzidzi uya akatanga kusvika paguva, akapindawo akaona akatenda. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino uya mumŋe mudzidzi akapinda ʋo, iye wakataŋga kuȿika pabgiro, akaʋona, akatenda. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Zvino uye mumwe mudzidzi akapindawo, iye akatanga kusvika pabwiro, akaona, akatenda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mumwe mudzidzi uya akatanga kusvika paguva, akapindawo akaona akatenda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mumwe mudzidzi uya akatanga kusvika paguva, akapindawo akaona akatenda. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Pakupedzisira mumwe mudzidzi, uya akanga atanga kusvika paguva akapindawo. Akaona akatenda. See the chapter |