Johane 20:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vakamhanya vose. Mumwe mudzidzi uya akamhanya zvokusiya Pita akandotanga kusvika kuguva. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋakamhanya ʋose ʋari ʋaʋiri; uya mumŋe mudzidzi akamhanyisa akakunda Petro, akataŋga kuȿika pabgiro, See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Vakamhanya vose vari vaviri; uya mumwe mudzidzi akamhanyisa akakunda Petirosi, akatanga kusvika pabwiro, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Vakamhanya vose. Mumwe mudzidzi uya akamhanya zvokusiya Pita akandotanga kusvika kuguva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Vakamhanya vose. Mumwe mudzidzi uya akamhanya zvokusiya Pita akandotanga kusvika kuguva. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Vose vari vaviri vaimhanya, asi mumwe mudzidzi akamhanya kukunda Petro akatanga kusvika paguva. See the chapter |