Online Bible

- Advertisements -

Johane 20:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Izvi zvakanyorwa kuti mudavire kuti Jesu ndiye Mesia Mwanakomana waMwari uyewo kuti nokutenda ikoko muve noupenyu muzita rake.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 asi iɀi ɀakanyorwa, kuti mutende kuti Jesu ndiye Kristu, Mŋanakomana waMŋari; ʋuye kuti, mucitenda, muʋe noʋupenyu muzita rake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

31 asi izvi zvakanyorwa, kuti mutende kuti Jesu ndiye Kristu Mwanakomana waMwari; uye kuti, muchitenda, muve noupenyu muzita rake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Izvi zvakanyorwa kuti mudavire kuti Jesu ndiye Mesia Mwanakomana waMwari uyewo kuti nokutenda ikoko muve noupenyu muzita rake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Izvi zvakanyorwa kuti mudavire kuti Jesu ndiye Mesia Mwanakomana waMwari uyewo kuti nokutenda ikoko muve noupenyu muzita rake.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Asi izvi zvakanyorwa kuti mugotenda kuti Jesu ndiye Kristu, Mwanakomana waMwari, uye kuti kana mukatenda muve noupenyu muzita rake.

See the chapter Copy

Johane 20:31

Follow us:

Advertisements

Advertisements