Johane 20:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Paakataura izvi akavaratidza maoko ake naparutivi pake. Vadzidzi vakabva vafara pavakaona Tenzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino wakati areʋa iɀoɀo, akaʋaratidza ɀanza ɀake norutiʋi rwake. Ʋadzidzi ʋakafara ʋaciʋona Ishe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Zvino akati areva izvozvo, akavaratidza zvanza zvake norutivi rwake. Vadzidzi vakafara vachiona Ishe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Paakataura izvi akavaratidza maoko ake naparutivi pake. Vadzidzi vakabva vafara pavakaona Tenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Paakataura izvi akavaratidza maoko ake naparutivi pake. Vadzidzi vakabva vafara pavakaona Tenzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Shure kwokutaura izvi, akavaratidza maoko ake naparutivi pake. Vadzidzi vakafara zvikuru pavakaona Ishe. See the chapter |