Johane 20:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Maria Magadharena akaenda kuvadzidzi akavaparidza kuti, “Ndaona Tenzi uye ataura izvi kwandiri.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Maria Magdarene akaenda, akaʋudza ʋadzidzi, aciti: Ndaʋona Ishe, ʋuye kuti wakaŋga aʋudzwa ɀinhu iɀi naye. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Maria Magadharina akaenda, akaudza vadzidzi, achiti, “Ndaona Ishe,” uye kuti akanga audzwa zvinhu izvi naye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Maria Magadharena akaenda kuvadzidzi akavaparidza kuti, “Ndaona Tenzi uye ataura izvi kwandiri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Maria Magadharena akaenda kuvadzidzi akavaparidza kuti, “Ndaona Tenzi uye ataura izvi kwandiri.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Maria Magadharena akaenda kuvadzidzi akandovaudza kuti, “Ndaona Ishe!” Uye akavaudza kuti Jesu akanga areva zvinhu izvi kwaari. See the chapter |