Johane 20:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Achingoti taurei izvi akatendeuka ndokuona Jesu akamira asi haana kuziva kuti ndiJesu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino wakati acireʋa iɀoɀo, akatendeʋukira shure, akaʋona Jesu amire; asi haana‐kuziʋa kuti ndiJesu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Zvino akati achireva izvozvo, akatendeukira shure, akaona Jesu amire; asi haana kuziva kuti ndiJesu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Achingoti taurei izvi akatendeuka ndokuona Jesu akamira asi haana kuziva kuti ndiJesu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Achingoti taurei izvi akatendeuka ndokuona Jesu akamira asi haana kuziva kuti ndiJesu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ipapo akatendeuka akatarira shure akaona Jesu amirepo, asi haana kuziva kuti akanga ari Jesu. See the chapter |