Johane 20:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Pazuva rokutanga revhiki Maria Magadharena akafumouya kuguva kuchakasviba. Akaona kuti dombo rakanga rabviswa paguva. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino nomusi wokutaŋga weviki Maria Magdarene wakaenda kubgiro maŋgwanani, kucakaȿiɓa; akaʋona ibge rabviswa pabgiro. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Zvino nomusi wokutanga wevhiki Maria Magadharina akaenda kubwiro mangwanani kuchakasviba; akaona ibwe rabviswa pabwiro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Pazuva rokutanga revhiki Maria Magadharena akafumouya kuguva kuchakasviba. Akaona kuti dombo rakanga rabviswa paguva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Pazuva rokutanga revhiki Maria Magadharena akafumouya kuguva kuchakasviba. Akaona kuti dombo rakanga rabviswa paguva. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Mangwanani, pazuva rokutanga revhiki, kuchakasviba, Maria Magadharena akaenda kuguva akaona kuti ibwe rakanga rabviswa pamukova. See the chapter |