Johane 2:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Akanga asina chaangaudzwe nomumwe munhu nezvomunhu nokuti iye pachake aiziva zviri mumunhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Wakaŋga asiŋgatȿaki kuti munhu mumŋe apupure ɀomunhu; nokuti wakaŋga aciziʋa iye ɀiri mumunhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Akanga asingatsvaki kuti munhu mumwe apupure zvomunhu; nokuti akanga achiziva iye zviri mumunhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Akanga asina chaangaudzwe nomumwe munhu nezvomunhu nokuti iye pachake aiziva zviri mumunhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Akanga asina chaangaudzwe nomumwe munhu nezvomunhu nokuti iye pachake aiziva zviri mumunhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Akanga asingatsvaki uchapupu hwomunhu pamusoro pomunhu nokuti akanga achiziva zvakanga zviri mumunhu. See the chapter |