Johane 2:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Saizvozvo paakamutswa muvafi vadzidzi vake vakarangarira kuti akambozvitaura vakatenda chinyorwa nezwi rakanga rataurwa naJesu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino wakati amutswa kuʋakafa, ʋadzidzi ʋake ʋakaraŋgarira, kuti wakaŋga areʋa iɀoɀo; ʋakatenda Rugwaro neshoko rakaŋga rarebga naJesu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Zvino akati amutswa kuvakafa, vadzidzi vake vakayeuka, kuti akanga areva izvozvo; vakatenda Rugwaro neshoko rakanga rarehwa naJesu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Saizvozvo paakamutswa muvafi vadzidzi vake vakarangarira kuti akambozvitaura vakatenda chinyorwa nezwi rakanga rataurwa naJesu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Saizvozvo paakamutswa muvafi vadzidzi vake vakarangarira kuti akambozvitaura vakatenda chinyorwa nezwi rakanga rataurwa naJesu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Shure kwokumuka kwake kubva kuvakafa, vadzidzi vake vakarangarira zvaakanga ambotaura. Ipapo vakatenda Magwaro namashoko akanga ataurwa naJesu. See the chapter |