Johane 2:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 VaJudha vakabva vati kwaari, “Tipe chiratidzo chemvumo yezvawaita izvi.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino ʋaJuda ʋakapindura, ʋakati kwaari: Uŋgatiratidza ciratidzo ceiko, ɀaunoita ɀinhu iɀoɀo? See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Zvino vaJudha vakapindura, vakati kwaari, “Ungatiratidza chiratidzo cheiko, zvaunoita zvinhu izvozvo?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 VaJudha vakabva vati kwaari, “Tipe chiratidzo chemvumo yezvawaita izvi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 VaJudha vakabva vati kwaari, “Tipe chiratidzo chemvumo yezvawaita izvi.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ipapo vaJudha vakati kwaari, “Ungatipa chiratidzo chipi chingatiradza pachena kuti unoita zvinhu izvi zvose nesimba ripi?” See the chapter |