Johane 2:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Vadzidzi vake vakayeuka kuti zvakanyorwa kunzi, “Kudisisa kwandinoita imba yenyu kuchandipedza.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ʋadzidzi ʋake ʋakaraŋgarira kuti kwakanyorwa, kucinzi: Kushiŋgairira imba yenyu kucandipedza. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Vadzidzi vake vakarangarira kuti kwakanyorwa, kuchinzi, “Kushingairira imba yenyu kuchandipedza.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Vadzidzi vake vakayeuka kuti zvakanyorwa kunzi, “Kudisisa kwandinoita imba yenyu kuchandipedza.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Vadzidzi vake vakayeuka kuti zvakanyorwa kunzi, “Kudisisa kwandinoita imba yenyu kuchandipedza.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Vadzidzi vake vakarangarira kuti kwakanyorwa kuchinzi, “Kushingairira imba yenyu kuchandipedza.” See the chapter |