Johane 2:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Ichi ndicho chiratidzo chaJesu chokutanga chaakaita kuratidza mbiri yake. Achiita ari kuKana yokuGarirea. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ici ciratidzo cake cokutaŋga Jesu wakaita paKana yeGarirea, akaratidza kubginya kwake; ʋadzidzi ʋake ʋakatenda kwaari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Ichi chiratidzo chake chokutanga Jesu akaita paKana yeGariria, akaratidza kubwinya kwake; vadzidzi vake vakatenda kwaari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Ichi ndicho chiratidzo chaJesu chokutanga chaakaita kuratidza mbiri yake. Achiita ari kuKana yokuGarirea. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Ichi ndicho chiratidzo chaJesu chokutanga chaakaita kuratidza mbiri yake. Achiita ari kuKana yokuGarirea. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Jesu akaita chiratidzo ichi chokutanga paKana yomuGarirea. Nokudaro akaratidza kubwinya kwake, uye vadzidzi vake vakatenda kwaari. See the chapter |