Johane 19:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Saizvozvo Jesu akabuda akapfeka chiremba cheminzwa negemenzi roruvara rwohute. Pirato ndokuti kwavari, “Chitarisai muone munhu uya.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Jesu akaɓuɗa, akadzika korona yeminzwa, aneŋguʋo tȿuku. Pirato akati kwaʋari: Tarirai munhu! See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Jesu akabuda, akadzikwa ndaza yeminzwa, ane nguo tsvuku. Pirato akati kwavari, “Tarirai munhu!” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Saizvozvo Jesu akabuda akapfeka chiremba cheminzwa negemenzi roruvara rwohute. Pirato ndokuti kwavari, “Chitarisai muone munhu uya.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Saizvozvo Jesu akabuda akapfeka chiremba cheminzwa negemenzi roruvara rwohute. Pirato ndokuti kwavari, “Chitarisai muone munhu uya.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Jesu akati abuda kunze akapfeka korona yeminzwa uye nenguo yepepuru, Pirato akati kwavari, “Hoyo munhu!” See the chapter |