Johane 19:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Naizvozvo, zvaraiva zuva ravaJudha rokugadzirira Pasika uye guva iroro zvaraiva riri padyo kudaro vakaradzika Jesu imomo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Ɀino ʋakaisa Jesu ipapo, ɀawakaŋga uri musi woKugadzirira kwaʋaJuda, (nokuti bgiro bgakaŋga bguri pedyo). See the chapterShona Bible 1949 revised 200242 Zvino vakaisa Jesu ipapo, zvawakanga uri musi woKugadzirira kwavaJudha, (nokuti bwiro hwakanga huri pedyo.) See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Naizvozvo, zvaraiva zuva ravaJudha rokugadzirira Pasika uye guva iroro zvaraiva riri padyo kudaro vakaradzika Jesu imomo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona42 Naizvozvo, zvaraiva zuva ravaJudha rokugadzirira Pasika uye guva iroro zvaraiva riri padyo kudaro vakaradzika Jesu imomo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 Nokuti rakanga riri zuva rokugadzirira ravaJudha, uye sezvo guva raiva pedyo, vakaradzika Jesu imomo. See the chapter |