Johane 19:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Panzvimbo yaakarovererwa pakanga paine bindu. Mubindu imomo maiva neguva idzva makanga musati mambovigwa munhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Panɀimbo iyo, paakaroʋerwa pamucinjikwa, pakaŋga panomunda; mumunda imomo maiʋa nobgiro bgutȿa, makaŋga musinakumboiswa munhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200241 Panzvimbo iyo, paakaroverwa pamuchinjikwa, pakanga pano munda; mumunda imomo maiva nobwiro hutsva, makanga musina kumboiswa munhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Panzvimbo yaakarovererwa pakanga paine bindu. Mubindu imomo maiva neguva idzva makanga musati mambovigwa munhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona41 Panzvimbo yaakarovererwa pakanga paine bindu. Mubindu imomo maiva neguva idzva makanga musati mambovigwa munhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Panzvimbo iyo pakarovererwa Jesu pamuchinjikwa, paiva nebindu, uye mubindu imomo, maiva neguva idzva, rakanga risina munhu akamboradzikwamo. See the chapter |