Online Bible

- Advertisements -

Johane 19:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Vakatora chitunha chaJesu vakachiputira namachira erineni namafuta aya anonhuwirira vachitevedza tsika yechiJudha yokuviga vanhu.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

40 Ipapo ʋakatora mutumbu waJesu, ʋakauputira nemiceka pamŋe cete neɀinonhuwira, seɀinoita ʋaJuda pakuʋiga kwaʋo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

40 Ipapo vakatora chitunha chaJesu, vakachiputira nemicheka pamwechete nezvinonhuwira, sezvinoita vaJudha pakuviga kwavo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 Vakatora chitunha chaJesu vakachiputira namachira erineni namafuta aya anonhuwirira vachitevedza tsika yechiJudha yokuviga vanhu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

40 Vakatora chitunha chaJesu vakachiputira namachira erineni namafuta aya anonhuwirira vachitevedza tsika yechiJudha yokuviga vanhu.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

40 Vakatora mutumbi waJesu, vakauputira vari vaviri nomucheka pamwe chete nezvinonhuhwira. Izvi zvaifambirana netsika dzokuviga dzavaJudha.

See the chapter Copy

Johane 19:40

Follow us:

Advertisements

Advertisements