Johane 19:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Asi pavakauya kuna Jesu, vakaona kuti atofa havana kumutyora makumbo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 asi ʋakati ʋaciȿika kunaJesu, ʋaciʋona kuti watofa hake, haʋana‐kuvuna makumbo ake, See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 asi vakati vachisvika kuna Jesu, vachiona kuti atofa hake, havana kuvhuna makumbo ake, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Asi pavakauya kuna Jesu, vakaona kuti atofa havana kumutyora makumbo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Asi pavakauya kuna Jesu, vakaona kuti atofa havana kumutyora makumbo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Asi vakati vasvika pana Jesu, uye vachiona kuti atofa, havana kuvhuna makumbo ake. See the chapter |