Online Bible

- Advertisements -

Johane 19:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Jesu paakasveta waini iya inovava akati, “Zvapera.” Akakotamisa musoro ndokubva afa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Ɀino Jesu wakati agamucira vinega, akati: Ɀapera! akakotamisa musoro wake, akapa Mŋari mŋeya wake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Zvino Jesu akati agamuchira vhiniga, akati, “Zvapera!” Akakotamisa musoro wake, akapa Mwari mweya wake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Jesu paakasveta waini iya inovava akati, “Zvapera.” Akakotamisa musoro ndokubva afa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Jesu paakasveta waini iya inovava akati, “Zvapera.” Akakotamisa musoro ndokubva afa.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Akati anwa Jesu akati, “Zvapera.” Nokudaro, akakotamisa musoro wake uye akabudisa mweya wake.

See the chapter Copy

Johane 19:30

Follow us:

Advertisements

Advertisements