Online Bible

- Advertisements -

Johane 19:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Mushure maizvozvi Jesu paakaona kuti zvose zvazadziswa uye kuti Magwaro Matsvene azadziswe akati, “Ndine nyota.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Shure kwaiɀoɀo, Jesu wakati aciziʋa kuti ɀose ɀapera, kuti Rugwaro ruitike, akati: Ndinenyota.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Shure kwaizvozvo, Jesu akati achiziva kuti zvose zvapera, kuti Rugwaro ruitike, akati, “Ndine nyota.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Mushure maizvozvi Jesu paakaona kuti zvose zvazadziswa uye kuti Magwaro Matsvene azadziswe akati, “Ndine nyota.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Mushure maizvozvi Jesu paakaona kuti zvose zvazadziswa uye kuti Magwaro Matsvene azadziswe akati, “Ndine nyota.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Shure kwaizvozvo, achiziva kuti zvose zvainge zvapera zvino, uye kuitira kuti Rugwaro ruzadziswe, Jesu akati, “Ndava nenyota.”

See the chapter Copy

Johane 19:28

Follow us:

Advertisements

Advertisements