Online Bible

- Advertisements -

Johane 19:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Saka vapristi vakuru vavaJudha vakati kuna Pirato, “Regai kunyora muchiti mambo wavaJudha asi kuti iye ndiye akati ndiri mambo wavaJudha.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ipapo ʋaprista ʋakuru ʋaʋaJuda ʋakati kunaPirato: Musanyora muciti: Mambo waʋaJuda, asi kuti, Iye wakati: Ndiri mambo waʋaJuda.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Ipapo vapristi vakuru vavaJudha vakati kuna Pirato, “Musanyora muchiti, ‘Mambo wavaJudha,’ asi kuti, ‘Iye akati, ndiri mambo wavaJudha.’ ”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Saka vapristi vakuru vavaJudha vakati kuna Pirato, “Regai kunyora muchiti mambo wavaJudha asi kuti iye ndiye akati ndiri mambo wavaJudha.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Saka vapristi vakuru vavaJudha vakati kuna Pirato, “Regai kunyora muchiti mambo wavaJudha asi kuti iye ndiye akati ndiri mambo wavaJudha.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Vaprista vakuru vavaJudha vakati kuna Pirato, “Musanyora kuti, ‘Mambo wavaJudha,’ asi kuti, ‘Munhu uyu akazviti mambo wavaJudha.’ ”

See the chapter Copy

Johane 19:21

Follow us:

Advertisements

Advertisements