Johane 19:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Zvino iri rakanga riri zuva rokugadzirira Pasika yakanga yenge awa yegumi nechipiri masikati. Akati kuvaJudha, “Hoyu mambo wenyu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino wakaŋga uri musi woKugadzirira paseka; yaiʋa nguʋa ineŋge yecitanhatu. Akati kuʋaJuda: Tarirai Mambo wenyu! See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Zvino wakanga uri musi wokugadzirira Pasika; yaiva nguva inenge yechitanhatu. Akati kuvaJudha, “Tarirai Mambo wenyu!” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Zvino iri rakanga riri zuva rokugadzirira Pasika yakanga yenge awa yegumi nechipiri masikati. Akati kuvaJudha, “Hoyu mambo wenyu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Zvino iri rakanga riri zuva rokugadzirira Pasika yakanga yenge awa yegumi nechipiri masikati. Akati kuvaJudha, “Hoyu mambo wenyu.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Rakanga riri zuva rokugadzirira vhiki yePasika, awa inenge yechitanhatu. Pirato akati kuvaJudha, “Hoyu mambo wenyu.” See the chapter |