Johane 18:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Sezvo Jesu aiziva zvose zvakanga zvichizoitika kwaari akauya kwavari akavati, “Ndiani wamuri kutsvaka?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino Jesu, ɀaakaŋga aciziʋa ɀose ɀaifanira kumuwira, akaɓuɗa, akati kwaʋari: Munotȿaka aniko? See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Zvino Jesu, zvaakanga achiziva zvose zvaifanira kumuwira, akabuda, akati kwavari, “Munotsvaka aniko?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Sezvo Jesu aiziva zvose zvakanga zvichizoitika kwaari akauya kwavari akavati, “Ndiani wamuri kutsvaka?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Sezvo Jesu aiziva zvose zvakanga zvichizoitika kwaari akauya kwavari akavati, “Ndiani wamuri kutsvaka?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Jesu, achiziva zvose zvakanga zvichizoitika kwaari, akabuda akaenda kwavari akati, “Munotsvaka ani?” See the chapter |