Johane 18:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Izvi zvaiva zvokuzadzisa zvakanga zvambotaurwa naJesu zvokuti aizofa norufu rwakaita sei? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 kuti shoko raJesu raakareʋa riitike, aciɗudzira kufa kwaaifanira kufa nako. See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 kuti shoko raJesu raakareva riitike, achidudzira kufa kwaaifanira kufa nako. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Izvi zvaiva zvokuzadzisa zvakanga zvambotaurwa naJesu zvokuti aizofa norufu rwakaita sei? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 Izvi zvaiva zvokuzadzisa zvakanga zvambotaurwa naJesu zvokuti aizofa norufu rwakaita sei? See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Izvi zvakaitika kuitira kuti mashoko akanga ataurwa naJesu achiratidza mafiro aaizoita azadziswe. See the chapter |