Johane 18:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Vakamupindura vachiti, “Dai munhu uyu anga asina mhosva, tingadai tisina kumuturira kwamuri.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ʋakapindura, ʋakati kwaari: Ƌai munhu uyu asaiʋa mutadzi, tiŋgaɗai tisina‐kumuisa kwamuri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Vakapindura, vakati kwaari, “Dai munhu uyu asaiva mutadzi, tingadai tisina kumuisa kwamuri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Vakamupindura vachiti, “Dai munhu uyu anga asina mhosva, tingadai tisina kumuturira kwamuri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Vakamupindura vachiti, “Dai munhu uyu anga asina mhosva, tingadai tisina kumuturira kwamuri.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Vakapindura vachiti, “Dai anga asiri mutadzi, tingadai tisina kuuya naye kwamuri.” See the chapter |