Johane 18:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Mumwe wavaranda vomupristi mukuru, hama yomurume uya akachekwa nzeve naPita akamubvunzawo achiti, “Handina kukuona here iwe uinaye kubindu kuya?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Mumŋe muranda womuprista mukuru, hama yowakaŋga agurwa nzeʋe naPetro, akati: Ini handina‐kukuʋona unaye mumunda here? See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 Mumwe muranda womupristi mukuru, hama yowakanga agurwa nzeve naPetirosi, akati, “Ini handina kukuona unaye mumunda here?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Mumwe wavaranda vomupristi mukuru, hama yomurume uya akachekwa nzeve naPita akamubvunzawo achiti, “Handina kukuona here iwe uinaye kubindu kuya?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Mumwe wavaranda vomupristi mukuru, hama yomurume uya akachekwa nzeve naPita akamubvunzawo achiti, “Handina kukuona here iwe uinaye kubindu kuya?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Mumwe wavaranda vomuprista mukuru, hama youya akanga agurwa nzeve yake naPetro, akamupikisa akati “Ko, handina kukuona unaye mubindu here?” See the chapter |