Johane 18:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Paakataura izvi mumwe mupurisa akanga amire padyo, akarova Jesu nembama achiti, “Ndiko kupindura kwaungaite mupristi mukuru ikoko?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Wakati areʋa iɀoɀo, mumŋe waʋatariri, wakaŋga amire’po, akaroʋa Jesu noruʋoko, aciti: Unopindura muprista mukuru uciɗaro nhai? See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Akati areva izvozvo, mumwe wavatariri, akanga amirepo, akarova Jesu noruoko, achiti, “Unopindura mupristi mukuru uchidaro nhai?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Paakataura izvi mumwe mupurisa akanga amire padyo, akarova Jesu nembama achiti, “Ndiko kupindura kwaungaite mupristi mukuru ikoko?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Paakataura izvi mumwe mupurisa akanga amire padyo, akarova Jesu nembama achiti, “Ndiko kupindura kwaungaite mupristi mukuru ikoko?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Jesu akati ataura izvi, mumwe wavatariri vakanga vari pedyo naye akamurova kumeso. Akati, “Ndiyo nzira yaunopindura nayo muprista mukuru here?” See the chapter |