Johane 18:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Ko munobvunzirei ini. Dai matobvunza zvenyu vakandinzwa ndichitaura kwavari. Ivo vanoziva zvandaireva kwavari.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Munondibvunzireiko ini? bvunzai aʋa ʋainzwa ɀandaitaura kwaʋari; tarirai, aʋa ʋanoziʋa ɀandaireʋa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 “Munondibvunzireiko ini? Bvunzai ava vainzwa zvandaitaura kwavari; tarirai, ava vanoziva zvandaireva.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Ko munobvunzirei ini. Dai matobvunza zvenyu vakandinzwa ndichitaura kwavari. Ivo vanoziva zvandaireva kwavari.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Ko munobvunzirei ini. Dai matobvunza zvenyu vakandinzwa ndichitaura kwavari. Ivo vanoziva zvandaireva kwavari.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Munondibvunzireiko? Bvunzai avo vakandinzwa. Zvirokwazvo vanoziva zvandakareva.” See the chapter |