Johane 18:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Musikana uya webasa aichengetedza pasuo guru akati kuna Pita, “Iwe hausi mumwe wavadzidzi vomunhu uyu here?” Pita akati, “Handisiri.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino musikana, wairinda mukoʋa, akati kunaPetro: Newe ʋo uri mumŋe waʋadzidzi ʋomunhu uyu here? Akati: Handizati. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Zvino musikana, wairinda musuo, akati kuna Petirosi, “Newewo uri mumwe wavadzidzi vomunhu uyu here?” Akati, “Handisati.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Musikana uya webasa aichengetedza pasuo guru akati kuna Pita, “Iwe hausi mumwe wavadzidzi vomunhu uyu here?” Pita akati, “Handisiri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Musikana uya webasa aichengetedza pasuo guru akati kuna Pita, “Iwe hausi mumwe wavadzidzi vomunhu uyu here?” Pita akati, “Handisiri.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Musikana akanga ari pamukova akabvunza Petro akati, “Iwe hausi mumwe wavadzidzi vake here?” Iye akapindura akati, “Handisi.” See the chapter |