Johane 18:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kaifasi ndiye uya akanga ambopa zano kuvaJudha rokuti zviri nani kuti munhu mumwechete afire vanhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino Kayafasi ndiye wakaŋga apa ʋaJuda zano, kuti ɀirinani kuti munhu mumŋe afire ʋanhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Zvino Kaifasi ndiye akanga apa vaJudha zano, kuti zviri nani kuti munhu mumwe afire vanhu vose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kaifasi ndiye uya akanga ambopa zano kuvaJudha rokuti zviri nani kuti munhu mumwechete afire vanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Kaifasi ndiye uya akanga ambopa zano kuvaJudha rokuti zviri nani kuti munhu mumwechete afire vanhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Kayafasi uyu ndiye uya akapa vaJudha zano rokuti zvainge zvakanaka kuti munhu mumwe chete afire vanhu. See the chapter |