Johane 18:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vakatanga vaenda naye kuna Anasi nokuti aiva tezvara waKaifasi akanga ari Mupristi mukuru gore iroro. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 ʋakataŋga kumuisa kunaAnasi; nokuti wakaŋga ari mukarabga waKayafasi, waiʋa muprista mukuru gore iro. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 vakatanga kumuisa kuna Anasi; nokuti akanga ari tezvara waKaifasi, aiva mupristi mukuru gore iro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vakatanga vaenda naye kuna Anasi nokuti aiva tezvara waKaifasi akanga ari Mupristi mukuru gore iroro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Vakatanga vaenda naye kuna Anasi nokuti aiva tezvara waKaifasi akanga ari Mupristi mukuru gore iroro. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Uye vakatanga kuenda naye kuna Anasi, uyo akanga ari tezvara waKayafasi, iye aiva muprista mukuru gore iroro. See the chapter |