Johane 18:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Jesu akati kuna Pita, “Dzorera bakatwa rako muhara maro. Handifaniri here ini kunwa mukombe wenhamo wandakapiwa naBaba vangu?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino Jesu akati kunaPetro: Isa munondo wako mumuhara; mukombe wandakapiwa naƂaɓa, handiŋgaunwi here? See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Zvino Jesu akati kuna Petirosi, “Dzorera munondo wako mumuhara; mukombe wandakapiwa nababa, handingaunwi here?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Jesu akati kuna Pita, “Dzorera bakatwa rako muhara maro. Handifaniri here ini kunwa mukombe wenhamo wandakapiwa naBaba vangu?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Jesu akati kuna Pita, “Dzorera bakatwa rako muhara maro. Handifaniri here ini kunwa mukombe wenhamo wandakapiwa naBaba vangu?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Jesu akarayira Petro achiti, “Isa munondo wako mumuhara! Ko, ndicharega kunwa mukombe wandapiwa naBaba here?” See the chapter |