Online Bible

- Advertisements -

Johane 17:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Nokuti ndakavapa mazwi amakandipa uye vakaagamuchira, vakaziva kuti zvechokwadi ndakabva kwamuri uye vakadavira kuti ndimi makandituma.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Nokuti ndakaʋapa mashoko amakandipa, ʋakaagamucira, ʋakaziʋa ɀirokwaɀo kuti ndakabva kwamuri, ʋakatenda kuti ndakatumŋa nemi

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Nokuti ndakavapa mashoko amakandipa, vakaagamuchira, vakaziva zvirokwazvo kuti ndakabva kwamuri, vakatenda kuti ndakatumwa nemi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Nokuti ndakavapa mazwi amakandipa uye vakaagamuchira, vakaziva kuti zvechokwadi ndakabva kwamuri uye vakadavira kuti ndimi makandituma.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Nokuti ndakavapa mazwi amakandipa uye vakaagamuchira, vakaziva kuti zvechokwadi ndakabva kwamuri uye vakadavira kuti ndimi makandituma.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Nokuti ndakavapa mashoko amakandipa uye vakaagamuchira. Vakaziva zvechokwadi kuti ndakabva kwamuri, uye vakatenda kuti makandituma.

See the chapter Copy

Johane 17:8

Follow us:

Advertisements

Advertisements