Johane 17:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Zvino vavakuziva kuti zvose zvamakandipa zvakabva kwamuri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino ʋanoziʋa kuti ɀose‐ɀose, ɀamakandipa, ɀinobva kwamuri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Zvino vanoziva kuti zvose-zvose, zvamakandipa, zvinobva kwamuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Zvino vavakuziva kuti zvose zvamakandipa zvakabva kwamuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Zvino vavakuziva kuti zvose zvamakandipa zvakabva kwamuri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Zvino vanoziva kuti zvinhu zvose zvamakandipa zvinobva kwamuri. See the chapter |