Johane 17:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Kuti vose zvavo vave vamwechete sezvakangoita kuti imi Baba muri mandiri ini ndiri mamuri ivowo ngavave matiri kuti pasi padavire kuti imi ndimi makandituma. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 kuti ʋose ʋaʋe ʋamŋe; semi Ƃaɓa muri mandiri, neni mamuri; kuti naiʋo ʋaʋe matiri, kuti nyika itende kuti makandituma. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 kuti vose vave vamwe; semi baba muri mandiri, neni mamuri; kuti naivo vave matiri, kuti nyika itende kuti makandituma. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Kuti vose zvavo vave vamwechete sezvakangoita kuti imi Baba muri mandiri ini ndiri mamuri ivowo ngavave matiri kuti pasi padavire kuti imi ndimi makandituma. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Kuti vose zvavo vave vamwechete sezvakangoita kuti imi Baba muri mandiri ini ndiri mamuri ivowo ngavave matiri kuti pasi padavire kuti imi ndimi makandituma. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 kuti vose vave vamwe, Baba, sezvo imi muri mandiri uye ini ndiri mamuri. Naivowo ngavave matiri kuitira kuti nyika igotenda kuti makandituma. See the chapter |