Johane 17:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Handisi kunamatira kuti muvabvise pasi pano asi kuti muvadzivirire kune wakaipa uya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Handinyeŋgeteri kuti muʋabvise panyika, asi kuti muʋaceŋgete panowakaipa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Handinyengeteri kuti muvabvise panyika, asi kuti muvachengete panowakaipa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Handisi kunamatira kuti muvabvise pasi pano asi kuti muvadzivirire kune wakaipa uya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Handisi kunamatira kuti muvabvise pasi pano asi kuti muvadzivirire kune wakaipa uya. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Munyengetero wangu hausi wokuti muvabvise panyika asi kuti muvadzivirire pane akaipa. See the chapter |