Online Bible

- Advertisements -

Johane 17:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Inini ndakavapa shoko renyu, pasi pakavavenga nokuti havasi vapasi pano sezvandisiriwo wapasi pano.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ini ndakaʋapa shoko renyu, nyika ikaʋaʋeŋga, nokuti haʋazi ʋenyika, seni ndisi wenyika.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

14 “Ini ndakavapa shoko renyu nyika ikavavenga, nokuti havasi venyika, seni ndisi wenyika.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Inini ndakavapa shoko renyu, pasi pakavavenga nokuti havasi vapasi pano sezvandisiriwo wapasi pano.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Inini ndakavapa shoko renyu, pasi pakavavenga nokuti havasi vapasi pano sezvandisiriwo wapasi pano.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Ndakavapa shoko renyu uye nyika yakavavenga, nokuti havachisiri venyika sezvandisiri wenyika.

See the chapter Copy

Johane 17:14

Follow us:

Advertisements

Advertisements