Johane 17:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi zvino ndavakuuya kwamuri ndiri kutaura zvinhu izvi ndichiri pasi pano kuti kufara kwangu kunyatsozara chaizvo mavari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Asi ɀino ndoʋuya kwamuri; ndinotaura iɀi panyika, kuti ʋaʋe nomufaro waŋgu, wakazadzika maʋari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Asi zvino ndouya kwamuri; ndinotaura izvi panyika, kuti vave nomufaro wangu, wakazadzika mavari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi zvino ndavakuuya kwamuri ndiri kutaura zvinhu izvi ndichiri pasi pano kuti kufara kwangu kunyatsozara chaizvo mavari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Asi zvino ndavakuuya kwamuri ndiri kutaura zvinhu izvi ndichiri pasi pano kuti kufara kwangu kunyatsozara chaizvo mavari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 “Zvino ini ndiri kuuya kwamuri, asi ndiri kutaura zvinhu izvi ndichiri munyika, kuitira kuti vave nomufaro wangu wakazara mukati mavo. See the chapter |