Johane 17:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Pandakanga ndiinavo vanhu vamakandipa ndakavachengeta muzita renyu. Ndakavachengetedza zvokuti hapana akarasika kusiya uya wekashambwa kokuraswa kuti Magwaro Matsvene azadzikiswe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ndiciri naʋo, ini ndaiʋaceŋgeta muzita renyu, ramakandipa; ndakaʋarinda, hapanomumŋe waʋo wakarashika, asi mŋanakomana wokurashwa, kuti Rugwaro ruitike. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Ndichiri navo, ini ndaivachengeta muzita renyu, ramakandipa; hapana mumwe wavo wakarasika, asi mwanakomana wokuraswa, kuti Rugwaro ruitike. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Pandakanga ndiinavo vanhu vamakandipa ndakavachengeta muzita renyu. Ndakavachengetedza zvokuti hapana akarasika kusiya uya wekashambwa kokuraswa kuti Magwaro Matsvene azadzikiswe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Pandakanga ndiinavo vanhu vamakandipa ndakavachengeta muzita renyu. Ndakavachengetedza zvokuti hapana akarasika kusiya uya wekashambwa kokuraswa kuti Magwaro Matsvene azadzikiswe. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Pandainge ndiinavo, ndakavadzivirira uye ndikavachengeta zvakanaka nezita ramakandipa. Hakuna akarasika kunze kwouyo akatongerwa kuparadzwa kuitira kuti Rugwaro ruzadziswe. See the chapter |