Online Bible

- Advertisements -

Johane 16:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Paanouya achazivisa nyika kuti ine mhosva yechitadzo uye kuti ine mhosva pamafungiro ayo nezvoururami uyewo kuti ine mhosva panezvokutonga.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Iye kana aȿika, ucaziʋisa nyika pamsoro peɀiʋi, napamsoro pokururama, napamsoro pokutoŋgwa;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 “Iye kana asvika achazivisa nyika pamusoro pezvivi, napamusoro pokururama, napamusoro pokutongwa;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Paanouya achazivisa nyika kuti ine mhosva yechitadzo uye kuti ine mhosva pamafungiro ayo nezvoururami uyewo kuti ine mhosva panezvokutonga.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Paanouya achazivisa nyika kuti ine mhosva yechitadzo uye kuti ine mhosva pamafungiro ayo nezvoururami uyewo kuti ine mhosva panezvokutonga.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Kana asvika achapa nyika mhosva pamusoro pechivi napamusoro pokururama nokutongwa:

See the chapter Copy

Johane 16:8

Follow us:

Advertisements

Advertisements