Johane 16:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi zvino ndavakuenda kuna akandituma. Hapana mumwe wenyu ari kumbondibvunza kuti ko muri kuenda kupi? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Asi ɀino ndinoenda kunowakandituma; hakunomumŋe wenyu unondibvunza, aciti: Munoendepiko? See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Asi zvino ndinoenda kune akandituma; hakuna mumwe wenyu anondibvunza, achiti, ‘Munoendepiko?’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi zvino ndavakuenda kuna akandituma. Hapana mumwe wenyu ari kumbondibvunza kuti ko muri kuenda kupi? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Asi zvino ndavakuenda kuna akandituma. Hapana mumwe wenyu ari kumbondibvunza kuti ko muri kuenda kupi? See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 “Zvino ndava kuenda kune akandituma, asi hakuna mumwe wenyu anondibvunza kuti, ‘Muri kuendepiko?’ See the chapter |