Online Bible

- Advertisements -

Johane 16:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Nguva iri kuuya uye yatosvika pamuchati mwarara, mumwe nomumwe achienda kwake muchindisiya ndiri ndoga asi ndinenge ndisiri ndoga nokuti Baba vaneni.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Tarirai, ŋguʋa inoʋuya, yatoȿika, yamucaparadzirwa, mumŋe nomumŋe kuneɀake, mukandisiya ndiri ndoga; asi handizi ndoga, nokuti Ƃaɓa ʋaneni.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Tarirai, nguva inouya, yatosvika, yamuchaparadzirwa, mumwe nomumwe kune zvake mukandisiya ndiri ndoga; asi handisi ndoga, nokuti baba vaneni.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Nguva iri kuuya uye yatosvika pamuchati mwarara, mumwe nomumwe achienda kwake muchindisiya ndiri ndoga asi ndinenge ndisiri ndoga nokuti Baba vaneni.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Nguva iri kuuya uye yatosvika pamuchati mwarara, mumwe nomumwe achienda kwake muchindisiya ndiri ndoga asi ndinenge ndisiri ndoga nokuti Baba vaneni.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Asi nguva iri kuuya, uye yatosvika, yamuchaparadzirwa, mumwe nomumwe achienda kumusha kwake. Muchandisiya ndiri ndoga. Asi handisi ndoga, nokuti Baba vangu vaneni.

See the chapter Copy

Johane 16:32

Follow us:

Advertisements

Advertisements