Johane 16:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Vadzidzi vake vakati, “Hamuchionaka! Mavakutaura zviri pachena kwete namadimikira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ʋadzidzi ʋake ʋakati: Tarirai, ɀino motaura pacena, hamucareʋi nemifananidzo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 Vadzidzi vake vakati, “Tarirai, zvino motaura pachena, hamucharevi nemifananidzo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Vadzidzi vake vakati, “Hamuchionaka! Mavakutaura zviri pachena kwete namadimikira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 Vadzidzi vake vakati, “Hamuchionaka! Mavakutaura zviri pachena kwete namadimikira. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Ipapo vadzidzi vaJesu vakati, “Zvino mava kutaura pachena musingaiti nemifananidzo. See the chapter |